KwaunobvaDuramazwiSshona

Duramazwi · zita

shona

-shonha

Zvinoreva

Kushona kuchema kwegava.

ChiShona.

1

Vatambi vako vanofanira kuva nemazita eChiShona somuenzaniso Tonganai naMukai.

Zvidzidzo izvi zvakarongwa sokuteverana kwazvakaita mubumbiro rezvidzidzo reChiShona.

Nemhaka yei vaShona vaifarira kushandisa tsumo mukutaura kwavo pasichigare?

2

3

Ucharerukirwa zvikuru nezvidzidzo izvi sokuti ChiShona ndiwo mutauro wako.

Naizvozvo kana pachinge paine unhu ndizvo zvinoita kuti tikwanise kuve nemunhu paChiShona.

Zvine chekuita

-shonha

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word