Duramazwi
Zvinoreva
Kushonga kupfeka nhumbi dzinoyemurika, dzakanaka.
1
Kushonga kupfeka nhumbi dzinoyemurika, dzakanaka.
Vatete vakazouya nemushonga wekushandura nyoka kuti mwanakomana azvarwe.
Ndiko kuti vagochengetedze mari yokutenga mishonga inenge yataurwa.
2
Kushonga kupfeka nhumbi dzinoenderana nezvauri kuda kuita.
Kana mauto ashonga nhumbi dzehondo unoona kuti kwaipa.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03shongedza
adorn
VerengaSwipe for the next word