Kwaunobva/Duramazwi/S/shonja
Duramazwi · zita
Shonja rudzi rwegaka rinowanikwa musango.
Duramazwi
shonona
Kushonona kuvava kunoita muviri mushure mekugunzva zvinhu zvine unye.
shonongora
Kushonongora munhu kumutuka chaizvo.
shonyombora
Kushonyombora kutuka munhu zvinorwadza zvikuru.
Swipe for the next word