Duramazwi
Zvinoreva
Kushonongora munhu kumutuka chaizvo.
1
Kushonongora munhu kumutuka chaizvo.
Izvi zvipo zvaive zvekuvashonongora kuti vapinde mumusha.
Kushonongora kutukirira mukuseka kunoitwa muroora achangosvika mumusha, uye nekubvisirwa mari senzira yekumutambira nayo.
2
Kushonongora kutukirira mukuseka kunoitwa muroora achangosvika mumusha, uye nekubvisirwa mari senzira yekumutambira nayo.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03shonyombora
Kushonyombora kutuka munhu zvinorwadza zvikuru.
VerengaSwipe for the next word