KwaunobvaDuramazwiTtupuka

Duramazwi

tupuka

Zvinoreva

Kana chinhu chakatupuka chinenge chakareba kupfuura zvimwe zvose kana kuenda mudengadenga.

1

Kana chinhu chakatupuka chinenge chakareba kupfuura zvimwe zvose kana kuenda mudengadenga.

Ndira tupuka tutema tunoonekwa twakawanda mumwedzi waNdira, twakafanana nenyungururwi.

Hosviro ishiri ine mambava matsvuku inowanzo-wanikwa mumakomo, inodya tupuka nemichero.

Urwu rudzi rweshiri inobata tupuka twainodya ichibhururuka, inonyanyowanikwa padyo nenzizi.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tupururu pfacha

Kuti tupururu pfacha kungoerekana munhu asvika, zvamusingazivi kuti asvika sei.

Verenga

Swipe for the next word