KwaunobvaDuramazwiSsamhuka

Duramazwi

samhuka

Zvinoreva

Kana mwana asamhuka anenge akura zvishoma.

1

Kana mwana asamhuka anenge akura zvishoma.

Nyamudzura rudzi rwegondo guru rinogona kubata kana huku dzasamhuka.

Kana mwana asamhuka anenge akura zvishoma.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

samhuke

Kana mwana achinzi ati samhuke anenge akura zvishoma, asi asati asvika kuita jaya kana mhandara.

Verenga

Swipe for the next word