KwaunobvaDuramazwiSsamuka

Duramazwi

samuka

Zvinoreva

Kusimuka pabasa kana panzvimbo.

1

Kusimuka pabasa kana panzvimbo.

Miti inosasamuka mashizha muchando.

Kana danda richinzi rine magonyo rinenge risina kutwasamuka rakafonyoka-fonyoka.

Kuvanzarika kuita kuti chinhu chirare pasi zvinyoronyoro. Vanzarika mwana asamuka.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

samukadzi

Samukadzi ndivatete vakuru vomudzimai womurume akaroora.

Verenga

Swipe for the next word