Duramazwi
Zvinoreva
Kumuka kubva panzvimbo yakagarwa kana kuvatwa kuitira kuenda pane chimwe.
1
Kumuka kubva panzvimbo yakagarwa kana kuvatwa kuitira kuenda pane chimwe.
Iwe Lizzie muzukuru sumuka tinange kwedu.
Handiti makasumuka mega mukati ndimi muchaita musara pavana here?
Kuti fufumu kusumuka kunoita mvura iri murwizi.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sumwa
Kusumwa kuziviswa zvirongwa zviri maererano nokufambiswa kwenyaya dzakakosha.
VerengaSwipe for the next word