Duramazwi · zita
sumo
introduction
Duramazwi · zita
introduction
Mashoko anotanga nhoroondo kana hurukuro.
Mashoko anotanga nhoroondo kana hurukuro.
Musumo kakari kanotanga kupiwa muridzi wemusha, kumuratidza kuti doro rava kuda kunwiwa.
Uyu musumo unopihwa kuvaridzi venyika nemuuyi kuvazivisa kuti auya kuzogara munyika mavo.
Chirigo musumo wezvimwe zvinhu unopiwa ishe kana achitonga nyaya.
Duramazwi
01 / 03sumudza
Kusimudza chinhu pamberi pevanhu kuitira kuchiratidza.
VerengaSwipe for the next word