Duramazwi
Zvinoreva
Kupfuurira kusimudza mberi.
1
Kupfuurira kusimudza mberi.
Mhando yegamba yekurwira rusununguko rwenyika nekusumudzira upenyu hweveruzhinji kuburikidza nemabasa akasiyana-siyana.
Hwenze hwake uhu hwakatanga paaifamba akasumudzira mapendekete achitaridza kuzvida.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sumuka
Kumuka kubva panzvimbo yakagarwa kana kuvatwa kuitira kuenda pane chimwe.
VerengaSwipe for the next word