Duramazwi
Zvinoreva
Kana ukaporomota munhu unenge wamukwidziridza pabasa rake, ava nechikundya chiri pamusoro pane chaambenge anacho.
1

Kana ukaporomota munhu unenge wamupa mari kana rutsigiro kuti zvaanoita zvigobudirira.

2

Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03poroni
Poroni inyama yenguruve yakagayiwa inowanzoiswa pachingwa kana kudyiwa yakadaro.
VerengaSwipe for the next word