Duramazwi
Zvinoreva
Kuti pororo kubuda kweziya richierera nemuviri wemunhu.
1
Kuti pororo kubuda kweziya richierera nemuviri wemunhu.
Kana mvura yati pororo inenge ichierera mumuviri wemunhu.
2
Kana mvura yati pororo inenge ichierera mumuviri wemunhu.
Ndawana mwana akati weti pororo mumakumbo zvikandibhowa.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03posa
Kana ukaposa munhu unenge wamuremadza kana kumukuvadza uchishandisa mushonga wekuromba.
VerengaSwipe for the next word