Duramazwi
Zvinoreva
Kana ukaposa munhu unenge wamuremadza kana kumukuvadza uchishandisa mushonga wekuromba.
Kukanda chinhu nemasimba uchienda nacho kure (to throw/pitch).
Kuposa huku kana shiri kudzikandira zvekudya zvakaita sechibage, zviyo kana mhunga, uchiita zvokumwaya.
Kana ukaposa munhu unenge wamupa mari kana chimwewo chinhu kuti ashandise, ozokudzosera.

Kuposa kukanda hakata kunoitwa nen anga.

Zvakafanana
-kwereta · -kweretesa
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03posera
Kana ukaposera unenge waenda kundotsvaka ruzivo maererano nezvinokunetsa kun'anga.
VerengaSwipe for the next word