Duramazwi
kanda
launch · throw · toss
Duramazwi
launch · throw · toss
Kupotsera kana kusviko-siya chinhu paimwe nzvimbo.
Kana uchikanda jira unenge uchiripenda kuita rumwewo ruvara kana kuita mavara mavara.
Kupotsera kana kusviko-siya chinhu paimwe nzvimbo.
Kukanda-kanda meso kungotarisa-tarisa mativi ose, sezvingaite munhu ane zvaari kuda kuona.
Kumwararidza kukanda-kanda midziyo yakasiyana-siyana pese pese.
Kukanda chinhu kuchisimudza, wochipotsera pasi, pamberi kana kuti kure.
Kukandira.
Kukanda chipo kubvisa mari kana zvimwewo, sezvakaita pachechi kana pamuchato.
Kana nyama yava kukanda inenge yava kunhuhwa.
Kukanda chinhu panzvimbo kuchitsvitsa pairi, asi iwe usingazotori nguva yakareba uripo.
Ndakasvikokanda tsamba, ndichibva ndapfuurira.
Kana uchikanda jira unenge uchiripenda kuita rumwewo ruvara kana kuita mavara mavara.
Kukanda-kanda meso kungotarisa-tarisa mativi ose, sezvingaite munhu ane zvaari kuda kuona.
Kumwararidza kukanda-kanda midziyo yakasiyana-siyana pese pese.
Kumwaradza kukanda-kanda zvinhu pese pese.
-kandidzira · -dhaya
Duramazwi
01 / 03kandi
Iri izwi rinoshandiswa nomunhu anenge ashamisika kuti zvaari kuona kana kunzwa zvingaitika here.
VerengaSwipe for the next word