Duramazwi
Zvinoreva
Iri izwi rinoshandiswa nomunhu anenge ashamisika kuti zvaari kuona kana kunzwa zvingaitika here.
1
Iri izwi rinoshandiswa nomunhu anenge ashamisika kuti zvaari kuona kana kunzwa zvingaitika here.
Kandi, ndozvaaida nhai!
Chikandi mudziyo mudiki unorukwa netsanga, unochengeterwa upfu.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kandidzana
Kana vanhu vachikandidzana chinhu vanenge vachichipotsera vachiita mukarirano wokuchitora, vachichidzorera kwachabva.
VerengaSwipe for the next word