Duramazwi
Zvinoreva
Kukandira kudonhesa mazai kunoitwa nehuku kana shiri ichiasiya mudendere.
Kukandira kupotsera hakata kunoita n'anga kana ichishopera.

Tadiwa ainge apedza hake kurongedza rongedza kwave kukandira Tanaka makey.
MaiMhofu vakabva vauya ndokumudonza kwave kunomukandira panze.
Akasviko zvikandira pasi kwave kuti zii akadaro.

Kana mandokandira munenge maenda kun'anga kundoshopera.
Zvakafanana
-kanda · totsa · -posa · -bvunzira
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kandiri
Kandiri musambo wemumhanzi wakapfava unoimbwa zvinyoro-nyoro.
VerengaSwipe for the next word