Duramazwi
Zvinoreva
Kubvunzira kubvisa mari kuvabereki vemusikana uchida kuti vakupe mvumo yokuroora mwana wavo.
1

Kutsvaira dota kushanya kwekutanga kwemukwasha kwavatezvara vake mushure mekubvunzira.
Kubvunzira kuenda kundotsvaga zviri kunetsa kun'anga kana kuchiporofita.
Kubvunzira kubvisa mari kuvabereki vemusikana uchida kuti vakupe mvumo yokuroora mwana wavo.
2
Kubvunzira kuenda kundotsvaga zviri kunetsa kun'anga kana kuchiporofita.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bvunzo
exam
VerengaSwipe for the next word