Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mhokora.
Mapundu anobuda mumuviri pakupisa mweunhu.
Mhokora.
You're free to come here anytime you want handikubvunze.
Ipapa ndainyatsoziva kuti pamba paive pasingabudike nyore but kuti ndimubvunze kuti wabuda chirudzii kwaari inenge yatove mhosva chaiyo.
Pfungaidzo mushonga unokandwa pamabvunze woburitsa utsi hunonzi hunodzinga mweya yakaipa.

Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bvunzira
Kubvunzira kubvisa mari kuvabereki vemusikana uchida kuti vakupe mvumo yokuroora mwana wavo.
VerengaSwipe for the next word