Duramazwi · zita
bvunzo
exam · test
zamanishonie-kizamu
Duramazwi · zita
exam · test
Bvunzo inzira inoshandiswa kupima ruzivo rwemudzidzi kuburikidza nekuti apindure mibvunzo iri maererano nezvaakadzidza.
Bvunzo inzira inoshandiswa kupima ruzivo rwemudzidzi kuburikidza nekuti apindure mibvunzo iri maererano nezvaakadzidza.
Bvunzo Pamavambo echitsauko chino wakavimbiswa kuti uchawana mukana wekunyora bvunzo.
Bvunzo iyi ichabata zvese zvawakadzidza kubva muchitsauko chokutanga.
Senzira yekuongorora kuti tiri kufambira pamwe here ndakupawo bvunzo yaunotarisirwa kunyora.
zamanishoni · e-kizamu
Duramazwi
01 / 03bvunzurudza
interrogate
VerengaSwipe for the next word