Duramazwi · chiito
edza
try · attempt; try
Duramazwi · chiito
try · attempt; try
Kutaridza mhenya nenzira yeruzivo (to test/try).
Kana kunze kwaedza usiku hunenge hwapera, kwava nechiedza chezuva rinenge roda kuzovheneka nyika.
Kuedza kutora matanho ekuda kuona kuti zvinhu zvaunenge uchida kuti zviitike zvingabudirira here.
Kutaridza mhenya nenzira yeruzivo (to test/try).
Edza kutsvagurudza pamusoro petsumo kushamwari kana vamwewo vane ruzivo rwadzo.
Edza kupinzawo pfungwa huru dzerondedzero yako pamavambo apa kuitira kuti muverengi azive kuti ari kuverenga nezvei.
Kubarabadika ku edza kumuka asi uchitatarika sezvinoita munhu arohwa zvakasimba akadonha.
Kana kunze kwaedza usiku hunenge hwapera, kwava nechiedza chezuva rinenge roda kuzovheneka nyika.
Edza kupinzawo pfungwa huru dzerondedzero yako pamavambo apa kuitira kuti muverengi azive kuti ari kuverenga nezvei.
Ndichiri kuda kuedza kudzikamisa hana yangu ndakabva ndanzwa pahwindo rebedroom kugogodzwa.
Ndakageza hangu ndokupedza ndichibva ndambozvambarara pamubhedha kuri kuda kuedza kumbotwasamudza nyama.
Kuedza kutora matanho ekuda kuona kuti zvinhu zvaunenge uchida kuti zviitike zvingabudirira here.
Ndichaedza kutaura navo mangwana kubasa kwavo, kunyange zvavo vasingadi zvekuvingwa kubasa.
Edza kupinzawo pfungwa huru dzerondedzero yako pamavambo apa kuitira kuti muverengi azive kuti ari kuverenga nezvei.
Kuedza munhu kutaura zvokuti ungonzwa kuti anoti chii.
Munoda kundiedza here kana muchindikumbira gejo ramunoziva kuti harisi rangu?
Kana muchiedza munhu sadza munenge muchimudaidza kuti adyewo pamwe chete nemi kana achida.
Kuedza kupfeka hembe kana bhutsu kuti uone kuti dzinokwana here.
-yera
Duramazwi
01 / 03edza noto
Uku kuita kwekutsvaka upfumi.
VerengaSwipe for the next word