KwaunobvaDuramazwiYyedza

Duramazwi

yedza

Zvinoreva

Kushandisa masimba kuratidza mberi (to try).

Kuyedza kubuda kunoita zuva mangwanani, richitangisa musi.

1

Tanaka naTadiwa vakafara havo ndokuenda kuspair yavo kunoyedza nhumbi dzavo.

Tadiwa aiita kunyara kunge mukuwasha abatikidzwa achiyedza bhurugwa raambuya mukitchen.

Ndakabva ndangofunga kuti pamwe kwaive kwayedza saka pamwe vaive mama.

2

Mamwe mazwi ane Y

Y

Duramazwi

01 / 03

yedzerwa

Kana ukayedzerwa uchiita chimwe chinhu unenge wachiita usiku hwose.

Verenga

Swipe for the next word