KwaunobvaDuramazwiMmambakwedza

Duramazwi · zita

mambakwedza

Dawn · dawning · dawn

marambakuedzamarambakwedzamambakurira

Zvinoreva

Mambakwedza inguva inenge kunze kwava kuda kuzotanga kuchena kana kuedza.

1

Mambakwedza inguva inenge kunze kwava kuda kuzotanga kuchena kana kuedza.

Magetsi dzimwe nguva ave kuuya usiku vana vadzokera kumba achidzokera mambakwedza vanhu vachakarara.

Mambakwedza inguva inenge kunze kwava kuda kuzotanga kuchena kana kuedza.

Chiedza kujeka kunoita kunze mambakwedza kana dima reusiku rikange rava kucheneswa nezuva.

Zvakafanana

marambakuedza · marambakwedza

Zvine chekuita

mambakurira

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mambara

Mambara munhu ane misikanzwa kana chitsotsi, anogara achingoita maitire ake asingapindirani neveruzhinji.

Verenga

Swipe for the next word