Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana chinhu chikanzi chaitwa rungwanangwana chinenge chaitwa kuchangoedza, zuva risati rabuda.
1

Kana munhu abata jongwe muromo anenge amuka rungwanangwana achida kuenda parwendo.
Kana munhu akaguma dova anenge amuka rungwanangwana achifamba rwendo.
Kana chinhu chikanzi chaitwa rungwanangwana chinenge chaitwa kuchangoedza, zuva risati rabuda.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rungwiingwii
Rungwiingwii ruzha runoitika kana zvinhu zvakaita sesimbi zvichirovana.
VerengaSwipe for the next word