Duramazwi01 / 03rungireKana munhu akanzi afira rungire anenge ashaya chimuko pane zvaanenge ashandira.Verenga→
Duramazwi02 / 03rungwanangwanaKana chinhu chikanzi chaitwa rungwanangwana chinenge chaitwa kuchangoedza, zuva risati rabuda.Verenga→
Duramazwi03 / 03rungwiingwiiRungwiingwii ruzha runoitika kana zvinhu zvakaita sesimbi zvichirovana.Verenga→