KwaunobvaDuramazwiRrungwiingwii

Duramazwi · zita

rungwiingwii

Zvinoreva

Rungwiingwii ruzha runoitika kana zvinhu zvakaita sesimbi zvichirovana.

1

Rungwiingwii ruzha runoitika kana zvinhu zvakaita sesimbi zvichirovana.

Rungwiingwii ruzha runoitika kana zvinhu zvakaita sesimbi zvichirovana.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

runhada

Runhada itsika yokusiyira zvinhu panzira, kazhinji nokuda kokusagutsikana nezvinenge zvichiitika.

Verenga

Swipe for the next word