Duramazwi · zita
runhare
phone · telephone
Duramazwi · zita
phone · telephone
Runhare muchina unoshandiswa nevanhu vari kunzvimbo dzakasiyana pakutaurirana vachinzwanana mazwi.
Runhare muchina unoshandiswa nevanhu vari kunzvimbo dzakasiyana pakutaurirana vachinzwanana mazwi.
Paakaona kuti imba yabatira moto, akabva arova runhare kutsvaka rubatsiro.
Kana munhu achirova runhare anenge ashandisa foni kutura mashoko ake kune mumwe ari kure.
Kana munhu achiridza runhare anenge achishandisa foni kusvitsa mashoko ake kumunhu ari kure.
Duramazwi
01 / 03runinga
Runinga kakwenzi kanoita tumhodzi tunenge twenyevhe, tunoshandiswa kugadzira dovi.
VerengaSwipe for the next word