Duramazwi
rova runhare
chaya foni
Duramazwi
Kana munhu achirova runhare anenge ashandisa foni kutura mashoko ake kune mumwe ari kure.
Kana munhu achirova runhare anenge ashandisa foni kutura mashoko ake kune mumwe ari kure.
Paakaona kuti imba yabatira moto, akabva arova runhare kutsvaka rubatsiro.
chaya foni
Duramazwi
01 / 03rovambira
Rovambira inyoka huru yakasvibira, inogara mugomo kazhinji, ino uturu hunokurumidza kuuraya.
VerengaSwipe for the next word