KwaunobvaDuramazwiRroverera

Duramazwi

roverera

Zvinoreva

Kumanikidzira zvinhu kupinda.

1

Kumanikidzira zvinhu kupinda.

Kana uchiroverera chipikiri mupuranga, unenge uchishandisa dombo kana nyundo kuchirova kuti chipinde mukati.

Kuroverera kuramba wongotutidzira zvinhu pazvinenge zvakwana.

2

Kuroverera kuramba wongotutidzira zvinhu pazvinenge zvakwana.

Doro iri rinoshata nokuti takaramba toroverera mvura.

3

Kuroverera munhu kumumisa pachinzvimbo chakaomarara, uchitaura zvinomunobatisa nemhosva.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rovesa

Kana vanhu vachinzi varovesa n'ombe vanenge vava kudzirega dzichifamba padzinodira, vapedza kukohwa.

Verenga

Swipe for the next word