KwaunobvaDuramazwiRrovera hoho

Duramazwi

rovera hoho

Zvinoreva

Kana munhu mukuru achirovera hoho anenge achiramba achitsinhira mashoko okudzidzisa vana kuti vasaita zvisingabvumidzwi.

1

Kana munhu mukuru achirovera hoho anenge achiramba achitsinhira mashoko okudzidzisa vana kuti vasaita zvisingabvumidzwi.

Wotoramba uchirovera hoho kuti vana vasaramba vachitasva madhongi.

Vangazokuvara.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

roverera

Kumanikidzira zvinhu kupinda.

Verenga

Swipe for the next word