KwaunobvaDuramazwiRrovedza

Duramazwi

rovedza

Zvinoreva

Kudzidzira chinhu remangwana kuti uzochigona.

1

Kudzidzira chinhu remangwana kuti uzochigona.

Kugambizira kunyorovedza pasi kuitira kuti pazova nyore kana pocherwa.

Mamwe mazwi ane R

R

Swipe for the next word