Duramazwi · zita
chitima
coach · train · tram
tireni
Duramazwi · zita
coach · train · tram
Chitima chifambiso chino musoro une injini inenge ichikweva matiroko akawanda, zvose zvichitevera njanji.
Chitima chifambiso chino musoro une injini inenge ichikweva matiroko akawanda, zvose zvichitevera njanji.
Takafanonwa hwahwa tichimirira kukwira chitima.
Chiteshi inzvimbo inomira chitima kana bhazi, panokwirirwa kana kuburukirwa nevanhu.
Kukuwa kurira kunoita chitima kana chichisvika kana kubva pachiteshi.
tireni
Duramazwi
01 / 03chitimbo
Chitimbo kuratidza ushingi paunenge watarisana nenjodzi inotyisa zvikuru, inogona kukuremadza kana kukuuraya.
VerengaSwipe for the next word