KwaunobvaDuramazwiTtirena

Duramazwi

tirena

Zvinoreva

Kana munhu achitirena anenge achidzidzira basa raachazoita kana achinge apedza kosi iyoyo.

1

Kana munhu achitirena anenge achidzidzira basa raachazoita kana achinge apedza kosi iyoyo.

Tino akatirena kuita chiremba pachipatara chepaGomo.

Sitirena kamu- dziyo kane maburi madiki akawa- nda, kanoshandiswa kubvisa masa- mba mutii.

2

Kana munhu anotamba mutambo achitirena anenge achiita zvekusimbisa muviri nekunatsurudza matambiro ake.

Vakomana vebhora vanowanzotirena chitatu chega chega.

3

Kana muchitirena mhuka, munenge muchiidzidzisa kuti igone kuita zvamunoda.

Mamwe mazwi ane T

T

Swipe for the next word