KwaunobvaDuramazwiTtirimu

Duramazwi

tirimu

Zvinoreva

Kana munhu achiti tirimu anenge achiti akatumwa chinhu ochiita nokukasika sokutarisirwa kwazvo.

1

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tirimuka

Kana uri munhu anotirimuka, unenge uchiti kana ukataurirwa zvimwe zvinhu wobva wakasira kuzvinzwisisa nokuzviita.

Verenga

Swipe for the next word