Duramazwi
Zvinoreva
Kana uri munhu anotirimuka, unenge uchiti kana ukataurirwa zvimwe zvinhu wobva wakasira kuzvinzwisisa nokuzviita.
1

Kuti vhundu kutirimuka kunoita munhu anga akavarairwa.
Kushiva kusatirimuka kunyangwe watarisana nenjodzi.
Kana uri munhu anotirimuka, unenge uchiti kana ukataurirwa zvimwe zvinhu wobva wakasira kuzvinzwisisa nokuzviita.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tirimutsa
Kana ukatirimutsa munhu unenge waita kuti anyatsoziva mamiriro ezvinhu zvaanga asingambonyatsi kuziva.
VerengaSwipe for the next word