KwaunobvaDuramazwiTtirimutsa

Duramazwi

tirimutsa

Zvinoreva

Kana ukatirimutsa munhu unenge waita kuti anyatsoziva mamiriro ezvinhu zvaanga asingambonyatsi kuziva.

1

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tiringindi

Kuti tiringindi kuedza kuita chimwe chinhu, asi zvichiramba kufamba zvachose.

Verenga

Swipe for the next word