KwaunobvaDuramazwiTtirira

Duramazwi

tirira

Zvinoreva

Kana uchitirira unenge uchimiririra matambudziko usingadzokeri shure.

1

Kana uchitirira unenge uchimiririra matambudziko usingadzokeri shure.

Mupenyu anokubatawo achibatirira pauri.

Kuti kwati kwati kubatirira chaizvo sezvingaite mwana wegudo akatakurwa naamai vake.

Kana chinhu changa chakabatirira pamwe nesimba chikatsukunyuka chinenge charegedzeka.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tiriri

Kuti tiriri kurwa kwavanhu vakawanda panguva imwe chete.

Verenga

Swipe for the next word