KwaunobvaDuramazwiTtiroko

Duramazwi · zita

tiroko

Zvinoreva

Tiroko ikamuri rechitima rinohakichwa nokukwevewa nemusoro.

1

Tiroko ikamuri rechitima rinohakichwa nokukwevewa nemusoro.

Tiroko ikamuri rechitima rinohakichwa nokukwevewa nemusoro.

Chitima chahaka matiroko acho ndokuruma njanji chakananga Bhuruwayo.

Kuti haku kukochekera ketani, joko, matiroko kana zvimwewo zvingada kubatanidzwa.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tirori

Tirori kangoro kanowanzoshandiswa musupamaketi kana muchipatara kutakura zvinhu zvino rema.

Verenga

Swipe for the next word