KwaunobvaDuramazwiSshirira

Duramazwi

shirira

Zvinoreva

Kushirira kuramba uchiita zvinhu zvakaoma, usingazvidembi kana kuda kuzvirega.

1

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shisha

Kana zvokudya zvakabikwa zvichinzi zvashisha, zvinenge zvagarisa zvisati zvadyiwa, zvave nekakunamukira.

Verenga

Swipe for the next word