KwaunobvaDuramazwiSshisha

Duramazwi

shisha

Zvinoreva

Kana zvokudya zvakabikwa zvichinzi zvashisha, zvinenge zvagarisa zvisati zvadyiwa, zvave nekakunamukira.

1

Kana zvokudya zvakabikwa zvichinzi zvashisha, zvinenge zvagarisa zvisati zvadyiwa, zvave nekakunamukira.

Kana munhu achizviti akashisha, anenge achitaura kuti ane unyanzvi hukuru pane zvimwe zvinhu.

2

Kana munhu achizviti akashisha, anenge achitaura kuti ane unyanzvi hukuru pane zvimwe zvinhu.

Musaona kakomana aka kufamba kudai, kakashisha panyaya dzebhora.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shishi

Shishi kuita chinhu pfungwa dziri pamwe chete, zvokuti unenge usinei nezvinenge zvichiitika panzvimbo yauri.

Verenga

Swipe for the next word