Duramazwi · chiito
oma
arid · freeze · freezing · frozen · intricate · strict · tough · be dry; difficult; hard · difficult (be) · dry (be) · hard (be)
Duramazwi · chiito
arid · freeze · freezing · frozen · intricate · strict · tough · be dry; difficult; hard · difficult (be) · dry (be) · hard (be)
Kana hembe dzaoma dzinenge dzadonha mvura dzikapera mwando, padzinenge dzakayanikwa.
Kana hembe dzaoma dzinenge dzadonha mvura dzikapera mwando, padzinenge dzakayanikwa.
Kuti chokoto kurira kamwe chete kunoita mashizha aka-oma anenge atsikwa.
Kana chekudya chakaita senyama chaoma chinenge chayanikwa, chisisina ropa kana mvura. Vanhu kumusha vanochengeta nyama yakaoma nokuti havana mafiriji e-kuichengetera iri nyoro.
Kana chinhu chichinzi chakaoma chinenge chichigozha kuita kana kunzwisisa.
Kana munhu achinzi akaoma anenge achigonesesa kana kuti asingajairiki pane chimwe chinhu.
Jari mutambi wengoma akatoomawo chaizvo.
Kana munhu aoma anenge afa.
-nyorova
-tana
Duramazwi
01 / 03oma musoro
Kana munhu achinzi akaoma musoro anenge asingakurumidzi kunzwisisa zvaanoudzwa.
VerengaSwipe for the next word