Duramazwi
omesa
seasoning · complicate
Duramazwi
seasoning · complicate
Kana uchiomesa chinhu chinyoro unenge uchiita kuti chipere unyoro kana mwando wacho.
Kana munhu akanzi aomesa anenge aita zvinhu zvinoshamisa, zvinoyemurwa nevazhinji.

*Mai vaiomesa nyama yembudzi vakaiyanika pamutariko.*
Baba vamaitakue vakaomesa musoro kuti hazviite kuti Maitakue varorwe becoz vaifanha kudzidza vatange vapedza chikoro.
Kana munhu akanzi aomesa anenge aita zvinhu zvinoshamisa, zvinoyemurwa nevazhinji.
Kana munhu akanzi aomesa anenge aita zvinhu zvinoshamisa, zvinoyemurwa nevazhinji.
*VaMujokoro vaomesa paruzevha. Vakatenga chigayo zvisina kumboitwa kana nani zvake.*
Baba vamaitakue vakaomesa musoro kuti hazviite kuti Maitakue varorwe becoz vaifanha kudzidza vatange vapedza chikoro.
Kana munhu akanzi aomesa anenge aita zvinhu zvinoshamisa, zvinoyemurwa nevazhinji.
Duramazwi
01 / 03omesa gotsi
Kana munhu akaomesa gotsi anenge aramba kudzorwa pane zvaanenge ari kuita, zvikuru zvisingafadzi vamwe vanhu.
VerengaSwipe for the next word