Duramazwi
omesa gotsi
-omesa musoro
Duramazwi
Kana munhu akaomesa gotsi anenge aramba kudzorwa pane zvaanenge ari kuita, zvikuru zvisingafadzi vamwe vanhu.
Kana munhu akaomesa gotsi anenge aramba kudzorwa pane zvaanenge ari kuita, zvikuru zvisingafadzi vamwe vanhu.
*Ndakamuudza kuti asiyane nezvekudanana nevarume vevanhu asi iye akaramba akaomesa gotsi.*
-omesa musoro
Duramazwi
01 / 03omesera
Kuomesera munhu kumuitira zvinhu zvoutsinye zvinoita kuti ashaye rugare.
VerengaSwipe for the next word