Duramazwi
Zvinoreva
Kuochomoka.
1
Kuochomoka.
Dombo rakakoromoka richibva mugomo richivhara nzira.
Akaporomoka mumuti akamarwamarwa maoko nemasanzu.
Kuvhomoka kungoerekana munhu abva panzvimbo inenge isisina kumumirira zvakanaka.
Mamwe mazwi ane O
ODuramazwi
01 / 03omora
Kuomora chinhu chakaita sechivakwa kuchibvisa pachanga chakabatirira uchiita zvokuchisundidzira, kazhinji nechinangwa chokuti chitsakatike.
VerengaSwipe for the next word