KwaunobvaDuramazwiOomesera

Duramazwi

omesera

Zvinoreva

Kuomesera munhu kumuitira zvinhu zvoutsinye zvinoita kuti ashaye rugare.

1

Kuomesera munhu kumuitira zvinhu zvoutsinye zvinoita kuti ashaye rugare.

Kudzvinyirira kushusha, kunetsa kana kusabata mumwe munhu zvakanaka, uchimuomesera.

Kuomesera munhu kumuitira zvinhu zvoutsinye zvinoita kuti ashaye rugare.

Kudzora mwoyo kushandura pfungwa dzekuomesera munhu, wobva wamurerutsira kana kumuregerera.

Mamwe mazwi ane O

O

Duramazwi

01 / 03

omo

Kuti omo kubvisa uchi mumukoko kana pamwe paunenge uchihubura.

Verenga

Swipe for the next word