Duramazwi
Zvinoreva
Kuomora chinhu chakaita sechivakwa kuchibvisa pachanga chakabatirira uchiita zvokuchisundidzira, kazhinji nechinangwa chokuti chitsakatike.
1
Kuomora chinhu chakaita sechivakwa kuchibvisa pachanga chakabatirira uchiita zvokuchisundidzira, kazhinji nechinangwa chokuti chitsakatike.
Zvinyoronyoro Tambaoga akazvomora bakatwa kubva kumusana kwababa vake ndokuriisa pauswa.
Kachasu idoro rakashata nokuti rinouraya utano hwavanhu nokuzopedzisira chavadhomora miromo.
Akadhomora musoro wechidhori pakasara pangove buri.
Mamwe mazwi ane O
ODuramazwi
01 / 03ona
determine
VerengaSwipe for the next word