Duramazwi
Zvinoreva
Kana uchiondomora chiumbwa unenge uchichipaza, kazhinji nokuda kwekuti chasakara kana kuti chava nenjodzi kuvanhu.
1

Kana ukawondomora ivhu unenge waita kuti riwire pasi kana mukati megomba.
Kana uchiondomora chiumbwa unenge uchichipaza, kazhinji nokuda kwekuti chasakara kana kuti chava nenjodzi kuvanhu.
Mamwe mazwi ane O
ODuramazwi
01 / 03ondonga
Kuvhiringa.
VerengaSwipe for the next word