KwaunobvaDuramazwiOoneka

Duramazwi · chiito

oneka

appear · noticeable · predictable · visible · bold · visible (be)

-nangisika

Zvinoreva

Kana munhu achioneka anenge achisarisa vanhu vaanenge anavo, iye achienda kune imwe nzvimbo.

Kukwanisika kucherechedzwa kana kuwanikwa.

1

Kana munhu achioneka anenge achisarisa vanhu vaanenge anavo, iye achienda kune imwe nzvimbo.

Ndakawacha ndokupedza ndichibva ndatooneka.

Ndakacleaner mukitchen ndokubva ndazokwidza ndakunochinja sisi Noku, ndipedza ndakabva ndaoneka ndokubuda hangu ndakuenda kucottage.

Chakadya chakaoneka, mutanda wakasiya mbare.

2

Kana munhu kana mhuka ikaoneka inenge yafa.

3

Kukwanisika kucherechedzwa kana kuwanikwa.

Ndakawacha ndokupedza ndichibva ndatooneka.

Ndakacleaner mukitchen ndokubva ndazokwidza ndakunochinja sisi Noku, ndipedza ndakabva ndaoneka ndokubuda hangu ndakuenda kucottage.

Zvinoratidza kana kunongedzera zvinhu zviri kure asi zvichioneka, sokuti;- a.

4

Kana chinhu chichioneka chinenge chiri pachena mutumbi wacho uchikwanisa kupinda mumaziso ewakachitarisa.

5

Kana chinhu chichioneka chinenge chisinganetsi kuwana.

6

Kana chinhu chichioneka chinenge chichitaridzika zvakajeka.

Zvakafanana

-nangisika

Mamwe mazwi ane O

O

Swipe for the next word