KwaunobvaDuramazwiOonera

Duramazwi

onera

Zvinoreva

Kana munhu akati undomuonera mumwe munhu anenge achireva kuti unomuudza kuti anga achisimbiswa naye.

1

Kana munhu akati undomuonera mumwe munhu anenge achireva kuti unomuudza kuti anga achisimbiswa naye.

Munotionerawo vari kuchipatara kuti vaswera sei.

Iko ndaitoshaya kuti dzaive dzabva kupi chaizvo hope dzegonera dzakadaro?.

Worse seava vaiwirirana namama ndakatoziva kuti vaigona kuzovaudza kana kuvafonera ndikaurayiwa zvangu.

Mamwe mazwi ane O

O

Duramazwi

01 / 03

onerera

Kana munhu achionerera anenge achiona zvinhu zvisingabvumidzwi kuoneka.

Verenga

Swipe for the next word