Duramazwi01 / 03onekeraKana chinhu chichionekera chinenge chichitaridzika zvakanaka pamamiriro acho.Verenga→
Duramazwi02 / 03oneraKana munhu akati undomuonera mumwe munhu anenge achireva kuti unomuudza kuti anga achisimbiswa naye.Verenga→
Duramazwi03 / 03onereraKana munhu achionerera anenge achiona zvinhu zvisingabvumidzwi kuoneka.Verenga→