KwaunobvaDuramazwiOondoroka

Duramazwi

ondoroka

Zvinoreva

Kana munhu aondoroka anenge atetepa kupfuura zvaaimbova, kazhinji nekuda kwekurwara kana kufungisisa.

1

Kana munhu aondoroka anenge atetepa kupfuura zvaaimbova, kazhinji nekuda kwekurwara kana kufungisisa.

Chekai: kkkkkkkk kanoti kuondoroka!

Kana munhu abhuruvara anenge aondoroka nekurwara kana nezvimwewo zvinenge zvichinetsa.

Kana munhu achinzi aguguvara anenge achembera chaizvo uye akaondoroka.

Mamwe mazwi ane O

O

Swipe for the next word